Gossip Hut
This week as we gathered for the weekly gossip after the holiday break, we found out kuti kaimba kedu kepavaMzee karikuvhinza veduwee takasvasvangwa nemvura.
Iyo mvura yacho daily haa zvofadza nowedenga, saka takazongoti chovo chovo hedu zvishomana.
Ghana’s Mahama Inauguration
The country’s number 1 citizen never ceases to amaze.
How can he send a Minister of defence to Ghana for Mahama’s inauguration yet we have a Minister of no foreign trips, two whole vice presidents, who are very fit to fly out of the country, haa kochii nhai murambwi, chii chaizvo chirikunetsa, musoro urikutema here.
Asivo kuzoita Prof Dr Murwira minister of no foreign trips haa manga mapererwa apa murambwi ummmm, kungoti sahomeboy mungadii, keep them close and eating at the same time.
Maybe Muchinguri arigadzirirwa for something better, handiti makati kuchava nekugeda geda kwemeno kana madzoka kuleave, inenge isiri leave, coz makachibata kuti dzvii.
Muchinguri kwahi arikukwenya mhino nekasiyamwa.
Chamisa
Now is the time, akaimba Allan Nkokou and if Chamisa does not act now, he will be history, people want action kwete maverse emubhaibheri awo vanoverenga voga kukereke saka usapedza nguva uchingoti God is in it, zvinhu zvose zvinamwari mukati imbotimira.
Get your hands dirty Cde Chamisa otherwise you will be buried politically very, very soon and people will forget about you.
Trabablas
It seems the Mbudzi roundabout ooh sorry Trabablas Interchange, irikuramba kuchinja zita, kungotanga neropa remunhu, amana chiiko ichocho nahi vedu.
Manje zvatanga totoda kupa rimwe zita kunemamwe mainterchange kuti Ngwena, Smart Tembo, skopoligolaz or something like that, taakutothla kunogona kuzofa vanhu futi asati shanda.