Dear Editor: Rutenga officer watishugurudza

Date:

Complaint against senior police officer

Tine mupurisa uyu anonzi Sgt Zhou anoshandira Rutenga Traffic.

Akunetsa mamotorists uye she is alleged to be very corrupt zvakaipa.

Isu toita zvekunohodha kuMessina nemaKombi tashungurudzika naye mnhu hatizivi dai zvaiita vakuru vavo vepolice vatichinjirewo munhu uyu.

 She allegedly demands huge amounts as bribe, anoda mari dzedu but mari dzaenenge achitaura kuti anoda kupiwa zvakatiomera.

Rutenga tachema veduwee.

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here

Share post:

Subscribe

spot_imgspot_img

Popular

More like this
Related

Kuka turns heat on Govt over crumbling Matobo-Gweru Road

MARTIN MAWAYA GWERU-Mkoba South legislator John Kuka has pressed Government...

MP Mudumi uplifts Zvido Primary

ROSELINE MUTARE MASVINGO NORTH - As part of the ongoing...

Msv hosts open policy dialogue on informal sector taxation

ROSELINE MUTARE MASVINGO CITY- The Vendors Initiative for Social and...

Editors Forum mourns veteran journalist Masuku

A sad day for journalism in Zimbabwe The Masuku family...