Hama ne Shamwari Please Please Ko Zvabvepi Paita Chikoro Mumusha We Midlands Pana Deputy Headmaster Ariku Sodomiser Vanakomana pa Boarding School in Mberengwa Koita Private Colleges About 2 Mu Zvishavane Pane Sexual Abuse.
Imwe Muridzi We Chikoro unobata Vana Chibharo patori nema Police Reports But Why Ministry of Education Not Taking Action Against Such Persons And Why Allowing Continued Operations of Such Institutions koita Another Private College in Izayi Park pakaitwa Tip off NeMazita Evana Tikakupai Koita Chimwezve Chi College muZvishavane inongova Tora Mari United Hapana MaText Books Hapana Ma Class Room Vana Vanodzidzira Muzvirugu zveNguruve Worse kuchinaya Ne Madhaka Ikodzero ye Mwana kuenda kuchikoro Ikodzero ye Munhu wese Kuvhura Bhizimisi Re Chikoro asi Totevedzeera Mutemo we Nyika no To Sexual Abuse of the School Child Chero Angava Mwana Ari ku University Chaiko Any Kind of Sexual Relationship Na Lecturer or Proffessor or Even Staff Ye University is A Very Serious Offence Please Regional Director Education Midlands imboitai Ma Inspection emikuku iri Kuitwa Mabasa Erima We Request for An Inspection and Also Prosecution of These Paedophiles In The Educational System As A Matter of Urgency Vana Varikumitiswa Vari pazvima College izvi.
Concerned parent