Dear Editor

Date:

Kutidzorera mugore ragochanhembe kwekunhongerwa nyama mudiri ndiko kwava kudiwa naVaMnangangwa.Vafunga zvokuti Ivo vatonge kusvika 2030 asi kubva gore iroro President veruzhinji havachasarudze voita wokunhongerwa senyama.

Kwanzi maMP ndiwo achakusarudzirai President wenyu muchimuda kana kusamuda.Kureva kuti uyo ane Mari anogona kutenga maMP ese .Kutiza chisungo chakaendesa vanhu kuhondo chekuti “one man one vote_ . VaMnangangwa vaita hondo nezvakaenderwa kuhondo.

Chero nguva yaMbuya Nehanda hakuna kumboitwa kumbunyikidza kodzero kudarika apa.

🇿🇼🤚🏿🇿🇼 Patriotic Papa JC speaks when things are not good for citizens who want better change in Zimbabwe

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here

Share post:

Subscribe

spot_imgspot_img

Popular

More like this
Related

Zim marks truth day amid calls to end rights violations

MILLICENT HUNGWE MASVINGO-Zimbabwe joined the rest of the world on...

CAB3 threatens country’s resources-CRD

MARTIN MAWAYA HARARE-The Centre for Research and Development (CRD) has...

Jah Prayzah sets Gweru on fire

MARTIN MAWAYA GWERU—As autumn settles over the Midlands with cool...

Sekuru Samuel Rushwaya 1948-2026

Samuel Vengai Rushwaya Obituary Samuel Vengai Rushwaya (pictured) was...