“Constitution izamu ramai haribatwe !! Zamu ramai rinobatwa chete chete uchiri kuyamwa that is constitutionally when you are allowed. Wapedza kuyamwa harichabatwa ingozi makunhakunha iwayo. Mnangagwa imwa zamu izvozvi, meaning do all your election promises now. 2028 unorumurwa thereafter ukabata zamu wamutsa chongo hondo yemabhisiniya wavakutsenga munyatso. Nderekumwa mukaka wosiyira anotevera zvino kuti ndiri dangwe ndotsenga tsenga munyatso Mai vanopagadura nembama….the citizens vanopagadura nevote !!”
#NoTo2030Agenda
#ElectoralReformsNow
#NoToConstitutionalAmendmentToBenefitAnIndiividual
🇿🇼🤚🏿🇿🇼 Patriotic Papa JC speaks when things are not good for citizens who want better change in Zimbabwe